Isaya 40:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofudza makwai ake somufudzi: Anounganidza makwayana mumaoko ake agoatakurira pedyo nomwoyo wake; zvinyoronyoro anotungamirira nhunzvi dzinonwisa.

Isaya 40

Isaya 40:10-18