Isaya 40:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko akayera mvura zhinji muchanza chake, kana kuyera denga noupamhi hwechanza chake? Ndianiko akaisa guruva rose rapasi mudengu, kana kuyera kurema kwamakomo nechiyero, nezvikomo pachiyero?

Isaya 40

Isaya 40:11-18