Isaya 40:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, Ishe Jehovha ari kuuya nesimba, uye ruoko rwake runomubatira ushe. Tarirai, mubayiro wake anawo, uye zvaanoripira nazvo anazvo.

Isaya 40

Isaya 40:6-20