Isaya 38:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakarira senyenganyenga kana kondo. Ndakachema sokuchema kunoita njiva. Meso angu akaneta nokutarisa kudenga. Haiwa Jehovha, ndine nhamo uyai mundinunure!”

Isaya 38

Isaya 38:13-20