Isaya 38:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndingati kudiniko? Iye ataura neni, uye iye ndiye aita izvi. Ndichafamba nokuzvininipisa pamakore angu ose, nokuda kwokurwadziwa kwomwoyo wangu.

Isaya 38

Isaya 38:10-17