Isaya 38:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakamirira nomwoyo murefu kusvikira mambakwedza, asi iye akavhuna mapfupa angu ose kufanana nezvinoitwa neshumba; masikati namadekwana makaita kuti ndigume.

Isaya 38

Isaya 38:7-19