Isaya 38:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Setende romufudzi, imba yangu yakoromorwa uye yatorwa. Somuruki ndapeta upenyu hwangu, uye iye andigura kubva pachirukiso; masikati namadekwana makaita kuti ndigume.

Isaya 38

Isaya 38:8-13