Isaya 37:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo wakanzwa zvakaitwa namadzimambo eAsiria kunyika dzose vachidziparadza chose. Zvino iwe ucharwirwa here?

Isaya 37

Isaya 37:7-15