Isaya 37:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, vamwari vamamwe marudzi akaparadzwa namadzibaba angu vakavarwira here, vamwari veGezani, neHarani neRezefi navanhu vokuEdheni vakanga vari kuTeri Asari?

Isaya 37

Isaya 37:3-13