Isaya 37:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Udzai Hezekia mambo weJudha muti: Mwari waunovimba naye ngaarege kukunyengera achiti, ‘Jerusarema harizoiswa muruoko rwamambo weAsiria.’

Isaya 37

Isaya 37:7-20