Isaya 37:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Senakeribhi akagamuchira mashoko okuti Tirihaka, muEtiopia mambo weIjipiti, akanga achiuya kuzorwa naye. Akati anzwa izvozvo, akatuma nhume kuna mambo Hezekia neshoko iri rokuti:

Isaya 37

Isaya 37:2-12