Isaya 30:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muchasvibisa zvifanananidzo zvenyu zvakafukidzwa nesirivha nezviumbwa zvenyu zvakafukidzwa negoridhe; muchazvirasira kure somucheka wakasvibiswa neropa romukadzi ari kumwedzi kwake muchiti kwazviri, “Ibvai pano!”

Isaya 30

Isaya 30:21-28