Isaya 30:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye achakutumiraiwo mvura yokumeresa mbeu dzamunodyara muvhu, uye zvokudya zvichabva munyika zvichange zvakanyatsosvika uye zvakawanda kwazvo. Pazuva iro, nzombe dzenyu dzichafura mumafuro akafaranuka.

Isaya 30

Isaya 30:19-24