Isaya 30:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange mukatendeukira kurudyi kana kuruboshwe, nzeve dzenyu dzichanzwa inzwi mumashure menyu, richiti, “Iyi ndiyo nzira, fambai mairi.”

Isaya 30

Isaya 30:19-30