Isaya 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pazuva iro achadanidzira achiti, “Handigoni kugadzirisa zvinhu. Handina chokudya kana chokufuka mumba mangu; musandiita mutungamiri wavanhu.”

Isaya 3

Isaya 3:3-9