Isaya 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume achabata mumwe wavanun'una vake paimba yababa vake achiti, “Ndiwe une nguo, chiva mutungamiri wedu; iva mutariri wedutu roungwandangwanda uhu!”

Isaya 3

Isaya 3:1-14