Isaya 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jerusarema rozungunuka, Judha riri kuwa; mashoko avo nezviito zvavo zvinopesana naJehovha, vachizvidza kuvapo kwake kunobwinya.

Isaya 3

Isaya 3:2-13