Isaya 27:2-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

2. Pazuva iro,“Imbai nezvomuzambiringa unobereka:

3. Ini Jehovha ndini ndinouchengeta; ndinoramba ndichiudiridzira. Ndinourinda masikati nousiku kuitira kuti parege kuva neanoukanganisa.

4. Handina kutsamwa Dai paingova nerukato neminzwa zvinorwa neni! Ndaienda kundorwa nazvo; ndaizvipisa zvose nomoto.

5. Kana kuti ngazviuye zvizovanda kwandiri; ngazviyanane neni, hongu, ngazviyanane neni.”

Isaya 27