Isaya 26:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, Jehovha ari kubuda muugaro hwake, kuti arange vanhu venyika nokuda kwezvivi zvavo. Nyika ichafukura ropa rakateurwa pamusoro payo; haichazovanzizve vakaurayiwa vayo.

Isaya 26

Isaya 26:18-21