Isaya 26:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chiendai, vanhu vangu, pindai mumakamuri enyu, mugopfiga mikova shure kwenyu; muvande kwechinguva kusvikira kutsamwa kwake kwapfuura.

Isaya 26

Isaya 26:16-21