Isaya 26:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakafa venyu vachararama; miviri yavo ichamuka. Imi mugere muguruva, mukai mupembere. Dova renyu rakaita sedova ramangwanani; nyika ichabudisa vakafa vayo.

Isaya 26

Isaya 26:10-21