Isaya 26:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takanga tine mimba, tichimonyoroka mukurwadziwa, asi takabereka mhepo. Hatina kuvigira nyika ruponeso; hatina chatakaberekera vanhu venyika.

Isaya 26

Isaya 26:14-20