Isaya 26:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvinoita mukadzi ane mimba oda kusununguka, anomonyoroka mukurwadziwa kwake, agokuchema kwazvo, ndizvo zvatakanga takaita pamberi penyu, imi Jehovha.

Isaya 26

Isaya 26:11-21