Isaya 27:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro,Jehovha acharanga nomunondo wake, iwo munondo wake mukuru une simba uye unotyisa, Revhiatani nyoka inokurumidza, Revhiatani nyoka inogonyana; achauraya chikara chomugungwa.

Isaya 27

Isaya 27:1-6