Isaya 27:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini Jehovha ndini ndinouchengeta; ndinoramba ndichiudiridzira. Ndinourinda masikati nousiku kuitira kuti parege kuva neanoukanganisa.

Isaya 27

Isaya 27:1-11