Isaya 26:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange nyasha dzichiratidzwa kuna vakaipa, ivo havadzidzi kururama; kunyange munyika yokururama, vanongoramba vachiita zvakaipa, uye havana hanya noukuru hwaJehovha.

Isaya 26

Isaya 26:6-14