Isaya 26:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, ruoko rwenyu rwakasimudzirwa kumusoro, asi havaruoni. Ngavaone kushingaira kwenyu pamusoro pavanhu venyu vagonyadziswa; moto wakachengeterwa vavengi venyu ngauvaparadze.

Isaya 26

Isaya 26:2-17