Isaya 26:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwoyo wangu unokushuvai pausiku; mangwanani, mweya wangu unokupangai. Kutonga kwenyu pakunouya panyika, vanhu vanogara panyika vanodzidza zvokururama.

Isaya 26

Isaya 26:1-14