Isaya 23:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Mafaro ako haachazovapozve, iwe mhandara yeSidhoni, yaparadzwa! Simuka uyambukire kuSaipurasi; Kunyange naikoko haundowani zororo.”

Isaya 23

Isaya 23:11-13