Isaya 23:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarira nyika yavaBhabhironi, rudzi urwo haruchaverengwi zvino! VaAsiria vakaiita nzvimbo yemhuka dzerenje; vakamisa shongwe dzavo dzokurwa, vakakoromora nhare dzaro dzikava pasina, uye vakarishandura rikava dongo.

Isaya 23

Isaya 23:4-16