Isaya 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akatambanudza ruoko rwake pamusoro pegungwa, uye akaita kuti ushe hwaro hudedere. Iye akapa murayiro pamusoro peKenani, kuti nhare dzayo dziparadzwe.

Isaya 23

Isaya 23:6-18