Isaya 16:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takanzwa nezvokuzvikudza kwaMoabhu, namanyawi ake makuru uye kuzvida kwake, kuzvikudza kwake nokuvirima kwake, asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo.

Isaya 16

Isaya 16:1-14