Isaya 16:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murudo, chigaro choushe chichasimbiswa; mukutendeka, munhu achagarapo, mumwe anobva kuimba yaDhavhidhi, uyo anoti achitonga anotsvaka kururamisira, uye achikurumidza kuita zvakarurama.

Isaya 16

Isaya 16:1-10