Isaya 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mufaro nokufarisisa zvabviswa paminda yemizambiringa; hapana anoimba kana kuita ruzha muminda yemizambiringa; hapana anosvina waini pazvisviniro, nokuti ndagumisa ruzha rwacho.

Isaya 16

Isaya 16:5-14