Mwoyo wangu unorira nokuda kwaMoabhu, kufanana nokurira kwembira, ura hwangu hunorira pamusoro peKiri Haraseti.