Isaya 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndinochema, sokuchema kweJezeri, nokuda kwemizambiringa yeSibhima. Haiwa Heshibhoni, haiwa Ereare, ndichakudiridza nemisodzi! Ruzha rwomufaro pamusoro pemizambiringa yakaibva napamusoro pezvamakakohwa rwanyararidzwa.

Isaya 16

Isaya 16:1-14