Isaya 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Heshibhoni neErieri dzinodanidzira, manzwi avo anonzwika kusvikira kuJahazi. Naizvozvo varwi veMoabhu vanodanidzira, uye mwoyo yavo yaziya.

Isaya 15

Isaya 15:1-5