Isaya 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwoyo wangu unodanidzira pamusoro peMoabhu; vatizi varo vanotiza kusvikira kuZoari, kusvikira kuEgirati-Sherishiya. Vanokwidza nenzira yokuRuhiti, vanofamba vachichema, munzira yokuHoranaimi vanochema kuparadzwa kwavo.

Isaya 15

Isaya 15:1-9