Isaya 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro muchati, “Ndichakurumbidzai imi Jehovha, kunyange makanga makanditsamwira, kutsamwa kwenyu kwakadzorwa uye makandinyaradza.

Isaya 12

Isaya 12:1-4