Isaya 11:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pachava nomugwagwa wavanhu vake vakasara, vakasiyiwa kubva kuAsiria, sezvazvakanga zviri kuvaIsraeri pavakabva kuIjipiti.

Isaya 11

Isaya 11:11-16