Isaya 12:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye uye handingatyi. Jehovha, Jehovha ndiye simba rangu nerwiyo rwangu; ava ruponeso rwangu.”

Isaya 12

Isaya 12:1-5