Hosea 11:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pandakanyanya kuvadana, ivo vakatonyanya kunditiza. Vakabayira kuna vanaBhaari uye vakapisira zvinonhuwira kuzvifananidzo.

Hosea 11

Hosea 11:1-5