Hosea 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndini ndakadzidzisa Efuremu kufamba, ndichivasesedza namaoko avo; asi havana kuzvicherechedza kuti ndini ndakavarapa.

Hosea 11

Hosea 11:1-12