Habhakuki 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo murayiro hauchisina simba, uye kutonga kwakarurama hakuchaonekwi. Vakaipa vanokomba vakarurama, zvokuti kururamisira kunominamiswa.

Habhakuki 1

Habhakuki 1:2-5