Habhakuki 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sei muchiita kuti ndione kusaruramisira? Sei muchirega zvakaipa zvichingoitwa? Kuparadza nokuita nechisimba zviri pamberi pangu; pano kukakavara, uye kurwa kuri kuwanda.

Habhakuki 1

Habhakuki 1:1-13