Habhakuki 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tarisa kumarudzi avanhu, ucherechedze, ugoshamiswa zvirokwazvo. Nokuti ndichaita chimwe chinhu pamazuva ako chawanga usingazobvumi, kunyange dai waichiudzwa.

Habhakuki 1

Habhakuki 1:1-7