Genesisi 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaNefirimu vakanga vari panyika mumazuva iwayo, uyewo mushure maizvozvo, vanakomana vaMwari vakapinda kuvasikana vavanhu vakaita vana navo. Vakanga vari mhare dzakare, vanhu vaiva nomukurumbira.

Genesisi 6

Genesisi 6:2-9