Genesisi 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati, “Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, nokuti inyama; mazuva ake achava makore zana namakumi maviri.”

Genesisi 6

Genesisi 6:1-11