Genesisi 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akaona kuti kuipa kwomunhu panyika kwakanga kuri kukuru sei, uye kuti ndangariro dzokufunga kwomwoyo wake dzakanga dzakaipa bedzi nguva dzose.

Genesisi 6

Genesisi 6:1-13