Genesisi 50:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Josefa akati kumadzikoma ake, “Ini ndava kuzofa. Asi zvirokwazvo Mwari achakubatsirai nokukubudisai munyika muno achikuendesai kunyika yakavimbiswa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho.”

Genesisi 50

Genesisi 50:15-26